Mapisarema 18:12-13
Mapisarema 18:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokupenya kwaibva pamberi pake, makore akabuda akafamba, nechimvuramabwe nokupenya kwemheni. Jehovha akatinhira kudenga; inzwi roWokumusoro-soro rikanzwika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:12-13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokupenya kwakanga kuri pamberi pake makore ake matema akapfuura, Nechimvuramabwe namazimbe omoto. Jehovha akatinhirawo kudenga-denga, Wokumusorosoro akataura nezwi rake; Chimvuramabwe namazimbe omoto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:12-13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mukupenya kwaiva mberi kwake, pakabuda nomumakore chimvuramahwe namazhenje omoto. TENZI akadhiriridza mumatenga'mu, izwi raNyadenga rikariridza. Kwakaita chivhuramahwe namazimbe omoto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:12-13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokupenya kwakaŋga kuri pamberi pake makore ake matema akapfuʋura, Necimvuramabge namazimbe omŋoto. Jehova wakatinhira ʋo kuɗeŋga‐ɗeŋga, Wokumsoro‐soro wakataura nenzwi rake; Cimvuramabge namazimbe omŋoto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18