Mapisarema 17:7-8
Mapisarema 17:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ratidzai kushamisa kworudo rwenyu rukuru, imi munoponesa noruoko rwenyu rworudyi, avo vanovanda vavengi vavo mamuri. Ndichengetei semboni yeziso renyu; ndivanzei pasi pomumvuri wamapapiro enyu

Mapisarema 17:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ratidzai unyoro hwenyu hunoshamisa, imi, munoponesa vanovimba nemi, Imi munoponesa noruoko rwenyu rworudyi, ava vanovimba nemi Kunavanovamukira simba. Ndichengetei semboni yeziso renyu, Ndivanzei pasi pomumvuri wamapapiro enyu
Mapisarema 17:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ratidzai mwoyochena wenyu unoshamisa. Imi mununuri wavanhu vanopotera mamuri, vachitiza mhandu dzavo kurudyi rwenyu. Ndichengeteiwo semboni yeziso renyu mundivanze mumumvuri wamapapiro enyu
Mapisarema 17:7-8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ratidzai ʋunyoro bgenyu ʋunoshamisa, imi, munoponesa ʋanoʋimba nemi, Imi munoponesa noruʋoko rwenyu rworudyi, aʋa ʋanoʋimba nemi Kunaʋanoʋamukira simba. Ndiceŋgetei semboni yeziso renyu, Ndiʋanzei pasi pomumvuri wamapapiro enyu