Mapisarema 14:5
Mapisarema 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pavari ipapo, vakazara nokutya, nokuti Mwari ari paungano yavakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 14Mapisarema 14:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakanga vachitya zvikuru ipapo; Nokuti Mwari anogara parudzi rwavakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 14Mapisarema 14:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo vachabatwa nokutya kukuru nokuti Mwari ari pamwe nechizvarwa chavakarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 14