Mapisarema 139:17-19
Mapisarema 139:17-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mirangariro yenyu inokosha sei kwandiri, imi Mwari! Yakakura sei pakuverengwa kwayo! Dai ndaiverenga, ingadai yaikunda tsanga dzejecha pakuwanda. Pandinopepuka, ndinenge ndinemi. Dai mukangouraya vakaipa, imi Mwari! Endai kure neni, imi vanhu vokuteura ropa!
Mapisarema 139:17-19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mirangariro yenyu, Mwari, inodikanwa sei nei! Yakakura sei pakuverengwa kwayo! Kana ndikaiverenga, ingapfuura jecha pakuwanda; Kana ndichipepuka, ndichinemi. Dai muchiuraya henyu vakaipa, Mwari; Naizvozvo ibvai kwandiri, imi vanhu veropa.
Mapisarema 139:17-19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hakusi kukosha kwakaita pfungwa dzenyu kwandiri TENZI uye hakusi kukura kwadzakaita. Dai kuri kuti ndinodziverenga, dzakawanda kupinda jecha. Pandinomuka ndinenge ndisati ndambopedza nemi. Dai muchingouraya zvenyu vakaipa, Mwari uye kuti mhondi dzisudurukane neni
Mapisarema 139:17-19 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Miraŋgariro yenyu, Mŋari, inoɗikanwa sei neni! Yakakura sei pakuʋereŋgwa kwayo! Kana ndikaiʋereŋga, iŋgapfuʋura jeca pakuwanda; Kana ndicipepuka, ndicine’mi. Ƌai muciʋuraya henyu ʋakaipa, Mŋari; Naiɀoɀo ibvai kwandiri, imi ʋanhu ʋeropa.
Mapisarema 139:17-19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)