Mapisarema 139:15
Mapisarema 139:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mapfupa angu akanga asina kuvanzika kwamuri, pandakanga ndaiswa munzvimbo yakavanda. Pandakarukwa ndiri pakadzika penyika
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139Mapisarema 139:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri, Panguva yandakaitwa pakavanda, Pakuumbwa kwangu nenjere panzvimbo dzezasi dzapasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139Mapisarema 139:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvandiri zvakanga zvisina kuvanzika kwamuri pandaiumbwa muchivande, ndichinyatsosonanidzwa pasi pasi chaipo penyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139