Mapisarema 139:14-15
Mapisarema 139:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokurumbidzai nokuti ndakaitwa nomutoo unotyisa uye unoshamisa; mabasa enyu anoshamisa, ndinonyatsozviziva kwazvo. Mapfupa angu akanga asina kuvanzika kwamuri, pandakanga ndaiswa munzvimbo yakavanda. Pandakarukwa ndiri pakadzika penyika
Mapisarema 139:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakuvongai; nokuti ndakaitwa nomutoo unotyisa unoshamisa; Mabasa enyu anoshamisa; Mweya wangu unozviziva kwazvo. Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri, Panguva yandakaitwa pakavanda, Pakuumbwa kwangu nenjere panzvimbo dzezasi dzapasi.
Mapisarema 139:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokurumbidzai nokuti munotyisa uye munoshamisa. Mabasa enyu anoshamisa munonyatsondiziva. Zvandiri zvakanga zvisina kuvanzika kwamuri pandaiumbwa muchivande, ndichinyatsosonanidzwa pasi pasi chaipo penyika.
Mapisarema 139:14-15 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndicakuʋoŋgai; nokuti ndakaitwa nomutoʋo unotyisa unoshamisa; Maɓasa enyu anoshamisa; Mŋeya waŋgu unoɀiziʋa kwaɀo. Mafupa aŋgu akaŋga asina kuʋanzwa kwamuri, Paŋguʋa yandakaitwa pakaʋanda, Pakuʋumbga kwaŋgu nenjere panɀimbo dzezasi dzapasi.
Mapisarema 139:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndinokurumbidzai nokuti munotyisa uye munoshamisa. Mabasa enyu anoshamisa munonyatsondiziva. Zvandiri zvakanga zvisina kuvanzika kwamuri pandaiumbwa muchivande, ndichinyatsosonanidzwa pasi pasi chaipo penyika.