Mapisarema 136:7-8
Mapisarema 136:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
iye akaita zviedza zvikuru, Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi. zuva kuti ribate ushe masikati, Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 136Mapisarema 136:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akaita zviedza zvikuru; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi. Zuva, kuti ribate ushe masikati; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 136Mapisarema 136:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akasika mazivheneko makuru mwoyochena wake hauperi. Zuva kuti ritonge masikati, mwoyochena wake hauperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 136