Mapisarema 135:5-6
Mapisarema 135:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoziva kuti Jehovha mukuru, uye kuti Ishe wedu mukuru kupfuura vamwari vose. Jehovha anoita zvose zvinomufadza, kudenga napasi, nomumakungwa napakadzika pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135Mapisarema 135:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndinoziva kuti Jehovha mukuru, Uye kuti Ishe wedu ari kumusoro kwavamwari vose. Zvose zvaakada kuita Jehovha akazviita, Kudenga napasi, nomumakungwa napakadzika pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135Mapisarema 135:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti ndinoziva kuti TENZI mukuru uye kuti TENZI wedu mukuru kupinda vamwari vose. Zvose zvinodiwa naTENZI anogona kuzviita kudenga kana panyika mugungwa kana makadzika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135