Mapisarema 108:4-5
Mapisarema 108:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti rudo rwenyu rukuru, kupfuura kudenga denga; Kudzwai, imi Mwari, kumusoro kwokudenga, uye kurumbidzwa kwenyu ngakuve pamusoro penyika yose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 108Mapisarema 108:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ngoni dzenyu ihuru kumusoro kwokudenga-denga, Uye zvokwadi yenyu inosvikira kudenga rose. Imi mukudzwe Mwari, kumusoro kwokudenga-denga; Kurumbidzwa kwenyu ngakuve kumusoro kwapasi pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 108Mapisarema 108:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti mwoyochena wenyu mukuru kumusoro kumatenga uye kutendeka kwenyu kunosvika kumakore. Dai mangokudzwa zvenyu Mwari kumusoro kumatenga; mbiri yenyu idhumhe pasi pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 108Mapisarema 108:4-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ŋgoni dzenyu ihuru kumsoro kwokuɗeŋga‐ɗeŋga, Ʋuye ɀokwaɗi yenyu inoȿikira kuɗeŋga rose. Imi mukudzwe Mŋari, kumsoro kwokuɗeŋga‐ɗeŋga; Kurumbidzwa kwenyu ŋgakuʋe kumsoro kwapasi pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 108