Mapisarema 106:7-8
Mapisarema 106:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Madzibaba edu paakanga ari muIjipiti, havana kumbofunga nezvezvishamiso zvenyu; havana kurangarira tsitsi dzenyu zhinji, asi vakakumukirai pagungwa, iro Gungwa Dzvuku. Kunyange zvakadaro akavaponesa nokuda kwezita rake, kuti simba rake guru rizivikanwe.
Mapisarema 106:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Madzibaba edu haana kunzwisisa zvishamiso zvenyu paIjipiti; Haana kurangarira ngoni dzenyu zhinji; Asi vakakumukirai pagungwa, ipo paGungwa Dzvuku. Kunyange zvakadaro akavaponesa nokuda kwezita rake, Kuti azivise simba rake guru.
Mapisarema 106:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Madzibaba edu paakanga ari muIjipiti havana kurangarira mabasa enyu anoshamisa. Havana kuyeuka kuita mwoyochena kwenyu kwakawanda asi vakatopandukira Wokumusorosoro paGungwa Dzvuku. Zvakadaro zvazvo akavanunura pamusana pezita rake kuti aratidze simba rake guru.
Mapisarema 106:7-8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Madziɓaɓa eɗu haana‐kunzwisisa ɀishamiso ɀenyu paEgipita; Haana‐kuraŋgarira ŋgoni dzenyu zhinji; Asi ʋakakumukirai paguŋgwa, ipo paGuŋgwa Dɀuku. Kunyaŋge ɀakaɗaro wakaʋaponesa nokuɗa kwezita rake, Kuti aziʋise simba rake guru.
Mapisarema 106:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)