Mapisarema 104:19
Mapisarema 104:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwedzi unotara nguva, uye zuva rinoziva nguva yokuvira kwaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 104Mapisarema 104:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akatara mwedzi kuti uratidze nguva; Zuva rinoziva nguva yokuvira kwaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 104Mapisarema 104:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Makaita mwedzi kuti utare mwaka; zuva rinoziva nguva yokudoka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 104