Mapisarema 103:4
Mapisarema 103:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
anodzikinura upenyu hwako kubva pagomba, uye anokushongedza korona yorudo netsitsi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anodzikinura hupenyu hwako pakuparadzwa; Anokuisa korona younyoro nengoni
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
anokununura kuti urege kuenda kuguva. Pamusoro pazvose anokuitira mwoyochena netsitsi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103