Mapisarema 102:18
Mapisarema 102:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Izvi ngazvinyorerwe zvizvarwa zvamangwana, kuti vanhu vasati vasikwa vagorumbidza Jehovha vachiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 102Mapisarema 102:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Izvi zvichanyorerwa rudzi runozouya; Vanhu, vachazosikwa, vacharumbidza Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 102Mapisarema 102:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvi ngazvinyorerwe chizvarwa chinouya kuitira kuti vanhu vasati vazvarwa varumbidze TENZI
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 102