Zvirevo 9:9-10
Zvirevo 9:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Kupa mungwaru, kutomuwedzera ungwaru. Dzidzisa mururami dzidzo yake inotowedzerwa Kutya Tenzi ndiyo mviromviro youngwaru. Kuziva iye Anoera ndiko kunzwisisa ikoko
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9Zvirevo 9:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rayira munhu akachenjera uye achawedzera uchenjeri hwake; dzidzisa munhu akarurama uye achawedzera kudzidza kwake. “Kutya Jehovha ndiwo mavambo ouchenjeri, uye kuziva Iye Mutsvene ndiko kunzwisisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9Zvirevo 9:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipa wakachenjera dzidzo, ipapo iye achawedzerwa huchenjeri; Dzidzisa wakarurama, ipapo iye achawedzerwa zivo. Kuvamba kwouchenjeri ndiko kutya Jehovha; Kuziva Mutsvene ndidzo njere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9