Zvirevo 9:7-8
Zvirevo 9:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu, anoraira mudadiri anozvitsvakira kunyadziswa; Anotuka munhu wakaipa achasvibiswa. Usaraira mudadiri, kuti arege kukuvenga; Raira munhu wakachenjera, iye achakuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9Zvirevo 9:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Anodzora anoshora, chake kunyombwa uye anotsiura munhu wakaipa anozviparira mavanga. Usatsiure anoshora, nokuti anozokuvenga ukatsiura mungwaru anokuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9Zvirevo 9:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ani naani anorayira mudadi anozvitsvakira kutukwa; ani naani anotsiura munhu akaipa anozviwanira kutukwa. Usatsiura mudadi kuti arege kukuvenga; tsiura munhu akachenjera uye achakuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9