Zvirevo 9:11-12
Zvirevo 9:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti neni mazuva ako achava mazhinji, uye makore achawedzerwa kuupenyu hwako. Kana uri wakachenjera, uchenjeri hwako huchakupa mubayiro; kana uri mudadi, iwe woga ndiwe uchatambura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9Zvirevo 9:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti neni mazuva ako achaitwa mazhinji, Makore oupenyu hwako achawedzerwa. Kana wakachenjera, iwe, wakazvichenjerera hako; Kana uri mudadiri, iwe woga uchava nemhosva yazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9Zvirevo 9:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti nokwandiri mazuva ako anowanziridzwa uye makore anopamhidzirwa kuupenyu hwako. Kana wakangwara zvinobatsira iwe kana uri munhu wokunyomba nhamo ndeyako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 9