Zvirevo 8:35
Zvirevo 8:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti ani naani anondiwana anowana upenyu uye anogamuchira nyasha kubva kuna Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8Zvirevo 8:35 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti andiwana, awana hupenyu, Achapiwa nyasha naJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8Zvirevo 8:35 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti anondiwana, anowana upenyu uye anofarirwa naTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8