Zvirevo 8:30-31
Zvirevo 8:30-31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nenguva iyo ndaiva naye, ndiri mhizha; Ndaimufadza zuva rimwe nerimwe, Ndichitamba pamberi pake nguva dzose, Ndichitamba panyika yake, Ndichifadzwa navanakomana vavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8Zvirevo 8:30-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndini ndaiva mhizha parutivi rwake. Ndaigara ndichifara zuva nezuva, ndichifara nguva dzose pamberi pake, ndichifadzwa nenyika yake yose uye ndichifadzwa navanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8Zvirevo 8:30-31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nenguva iyo ndaiva naye, ndiri mhizha; Ndaimufadza zuva rimwe nerimwe, Ndichitamba pamberi pake nguva dzose, Ndichitamba panyika yake, Ndichifadzwa navanakomana vavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8Zvirevo 8:30-31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ipapo ndaiva parutivi pake, ndiri nyakumupa mazano. Ndaiva varaidzo yake zuva nezuva ndichifara zvangu pamberi pake nguva dzose, ndichifara munyika yake igere vanhu uye ndichifara muvanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 8