Zvirevo 4:5
Zvirevo 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Wana uchenjeri, wana kunzwisisa; usakanganwa mashoko angu kana kubva paari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4Zvirevo 4:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zviwanire uchenjeri, zviwanire njere; Regai kukanganwa kana kutsauka pamashoko omuromo wangu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4Zvirevo 4:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iva noungwaru uone zvinhu nemazvo usakanganwe, usatsauke pamashoko omuromo wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4