Zvirevo 4:21-22
Zvirevo 4:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usaite kuti abve pameso ako, achengete pakati pomwoyo wako; nokuti upenyu kuna avo vanoawana uye noutano kumuviri wose womunhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4Zvirevo 4:21-22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Urambe uchitarira, Uachengete mukati momwoyo mako. Nokuti ndihwo hupenyu kuna vanoawana, Noukukutu hwemuviri wavo vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4Zvirevo 4:21-22 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ngazvirege kupunyuka ziso rako zvichengete mumwoyo mako nokuti upenyu kuna anozviwana uye zvinorapa nyama yake yose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4