Zvirevo 4:1-2
Zvirevo 4:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Teererai, vanakomana vangu, kurayira kwababa venyu; nyatsoteererai mugowana kunzwisisa. Ndinokupai dzidziso yakanaka, saka regai kurasa dzidziso yangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4Zvirevo 4:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Imi vanakomana, inzwai kurairira kwababa venyu; Teererai, muzive njere. Nokuti ndinokupai dzidziso yakanaka; Regai kurasha murayiro wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4Zvirevo 4:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chinzwai vanangu chidzidziso chababa muteerere kuti muone zvinhu nemazvo nokuti ndichakupai mirao yakanaka, musakande pasi zvandinokudzidzisai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4