Zvirevo 30:29-31
Zvirevo 30:29-31 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Kune zvinhu zvitatu zvinozvidadisa pakufamba kutosvika zvina zvinozvikakanyadza kunoti shumba ine simba kupinda dzimwe mhuka isina yainozeza kwouya jongwe rinokekeredzera, kwotiwo gotora namambo ana varwi vake.
Zvirevo 30:29-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kune zvinhu zvitatu zvino kufamba kunokudzwa kwazvo, zvina zvino kufamba kunokudzwa kwazvo; shumba, ine simba pakati pezvikara, isingadududzi pamberi pechikara chipi zvacho; mafambiro okuzvikudza ejongwe, nenhongo yembudzi, uye namambo akakomberedzwa navarwi vake.
Zvirevo 30:29-31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvinhu zvitatu zviriko zvinokufamba kunokudzwa, Zvirokwazvo zvina zvinokufamba kunokudzwa, zvinoti: Shumba, mhare pakati pemhuka dzose, Isingatizi mhuka ipi neipi; Nemhuka ine zviuno zakasimba, nenhongo yembudzi; Namambo kana anavarwi vake.

Zvirevo 30:29-31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kune zvinhu zvitatu zvinozvidadisa pakufamba kutosvika zvina zvinozvikakanyadza kunoti shumba ine simba kupinda dzimwe mhuka isina yainozeza kwouya jongwe rinokekeredzera, kwotiwo gotora namambo ana varwi vake.
Zvirevo 30:29-31 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀinhu ɀitatu ɀiri’ko ɀinokufamba kunokudzwa, Ɀirokwaɀo ɀinna ɀinokufamba kunokudzwa, ɀinoti: Shumba, mhare pakati pemhuka dzose, Isiŋgatizi mhuka ipi neipi; Nemhuka ineɀiʋuno ɀakasimba, nenhoŋgo yembudzi; Namambo kana anaʋarwi ʋake.