Zvirevo 3:13-14
Zvirevo 3:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu, awana uchenjeri, anomufaro, Naiye munhu, anowana njere. Nokuti kuhuwana ihwo kunopfuura kuwana sirivha; Nokupfuma nahwo kunopfuura kupfuma nendarama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaropafadzwa munhu anowana uchenjeri, munhu anowana kunzwisisa, nokuti hwakanyanya kunaka kupfuura sirivha, uye hunopfumisa kupfuura goridhe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akakomborerwa munhu anowana ungwaru, munhu anowana kunzwisisa, nokuti zvinowanikwa mahuri zviri nani pano zvinowanikwa musirivha uye zvibereko zvahwo zvinokunda zvibereko zvendarama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3