Zvirevo 25:22
Zvirevo 25:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mukuita izvi, uchaunganidzira mazimbe anopisa pamusoro wake, uye Jehovha achakupa mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 25Zvirevo 25:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti uchatutira mazimbe omoto pamusoro wake, Uye Jehovha achakuripira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 25Zvirevo 25:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti izvozvo kutotutira mazimbe omoto pamusoro pake Tenzi achakupa mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 25