Zvirevo 25:2
Zvirevo 25:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kukudzwa kwaMwari kuviga chinhu; kunzvera nyaya ndiko kukudzwa kwamadzimambo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 25Zvirevo 25:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndiko kukudzwa kwaMwari kuti avanze chinhu; Asi kukudzwa kwamadzimambo ndiko kuti vanzvere mhosva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 25Zvirevo 25:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuna Mwari kuhwandisa zvinhu inotova mbiri kwaaari asi mbiri yamadzimambo, iri mukutsvakisisa zvinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 25