Zvirevo 21:24
Zvirevo 21:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu anozvikudza uye ana manyawi “Mudadi” ndiro zita rake; anoita zvinhu namanyawi uye nokuzvikudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21Zvirevo 21:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu, anozvikudza ana manyawi, mudadi ndiro zita rake; Anoita namanyawi okuzvikudza kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21Zvirevo 21:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mushori ndiro zita romunhu anozvikudza anozvitutumadza anoita zvehasha achizvikudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21