Zvirevo 2:7-9
Zvirevo 2:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anochengetera vakarurama kukunda, iye ndiye nhoo kuna avo vane mufambiro usina chaunopomerwa, nokuti anochengetedza nzira yavakarurama, uye anodzivirira nzira yavakatendeka vake. Ipapo uchanzwisisa zvakarurama, kururamisira nokuenzanisira nzira dzose dzakanaka.
Zvirevo 2:7-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Unovigira vakarurama uchenjeri chaihwo; Ndiye nhoo yavanofamba muzvokwadi; Nokuti anorinda makwara okururamisa, Nokuchengeta nzira yavatsvene vake. Ipapo uchanzwisisa kururama nokururamisa, Nokutendeka, idzo nzira dzose dzakanaka.

Zvirevo 2:7-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
anochengetera vakarurama ungwaru chaihwo ndiye nhowo yokudzivirira vanofamba zvakarurama. Anochengetedza maitiro okutonga kwakarurama achichengetedza nzira yavarurami vake. Ndopaunozonzwisisa kuti ururami noruenzaniso nokuva pachokwadi chii uyewo maitiro ose akarurama
Zvirevo 2:7-9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Unoʋigira ʋakarurama ʋucenjeri caibgo; Ndiye nhoʋo yaʋanofamba muɀokwaɗi; Nokuti unorinda makwara okururamisa, Nokuceŋgeta nzira yaʋatȿene ʋake. Ipapo ucanzwisisa kururama nokururamisa, Nokutendeka, idzo nzira dzose dzakanaka.
Zvirevo 2:7-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)