Zvirevo 19:2
Zvirevo 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hazvibatsiri kushingaira usina zivo, kana kukurumidza uchizorasika nzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uye, kushingaira kusine zivo hakuna kunaka; Anokurumidza namakumbo ake anorasha nzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hazvina kunaka kuti munhu ashaye ruzivo. Anokurumidza kumedza kutsenga achakuda, anorasika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19