Zvirevo 14:6
Zvirevo 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mudadi anotsvaka uchenjeri asi anohushaya, asi ruzivo runouya zviri nyore kune anonzvera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mudadi anotsvaka uchenjeri, asi hahupo; Asi zivo haitani kuwanikwa navane njere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munyombi angatsvake zvake ungwaru asi hapana chimuko asi munhu anonzwisisa anowana ruzivo nyore.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14