Zvirevo 11:8
Zvirevo 11:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Wakarurama anorwirwa pakutambudzika; Wakaipa anopinda pachigaro chake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mururami anonunurwa kunhamo asi muipi anotopindana nayo nhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu akarurama anonunurwa kubva mudambudziko, uye rigoenda kuno munhu akaipa panzvimbo yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11