Zvirevo 11:25-26
Zvirevo 11:25-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu anopavhurira achabudirira; uyo anomutsiridza vamwe achamutsiridzwawo. Vanhu vanotuka munhu anounganidza zviyo vamwe vasina, asi mukomborero uchava korona youyo anofarira kutengesa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:25-26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Chipavurire achakodzwa; Uye anodiridza achadiridzwawo. Unonyima zviyo, vanhu vachamutuka; Asi mikomborero ichava pamusoro woanozvitengesa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:25-26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anopa achapfuma anogutsa vamwe achagutswawo. Vanhu vanoti munhu anoomerera nembesanwa dai awana chinomuwana asi anodzitengesa ane chikomborero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11