Zvirevo 11:16-17
Zvirevo 11:16-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mukadzi ane mwoyo munyoro achakudzwa, asi varume vane utsinye vachawana pfuma chete. Munhu ane tsitsi anozviitira zvakanaka iye pachake, asi munhu ane utsinye anozviunzira dambudziko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:16-17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mukadzi muuya anokudzwa; Vakasimba vanochengeta pfuma dzavo. Munhu ane ngoni, anoitira mweya wake zvakanaka; Asi asina tsitsi anotambudza nyama yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:16-17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mukadzi ano hunhu anoremekedzwa asi murume anoita zvechisimba chaanowana upfumi. Murume ane mwoyo wakanaka zvinhu zvinomufambira zvakanaka asi murume ane mwoyo wohutsinye anozvikuvadza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11