Zvirevo 10:24
Zvirevo 10:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvinotyiwa nowakaipa ndizvo zvichaitika kwaari; zvinoshuviwa nowakarurama zvichapiwa kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 10Zvirevo 10:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvinotyiwa nowakaipa, ndizvo zvichamuwira; Asi wakarurama achapiwa zvaanoda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 10Zvirevo 10:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvinozezwa nowakaipa ndizvo zvinomuwira asi zvinosuwirwa nomururami anozvipihwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 10