Zvirevo 1:23
Zvirevo 1:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dai makateerera kutsiura kwangu, ndingadai ndakadurura mwoyo wangu kwamuri uye ndakazivisa pfungwa dzangu kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 1Zvirevo 1:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Dzokai kana muchinzwa kuraira kwangu, Tarirai ndichadurura mweya wangu pamusoro penyu; Ndichakuzivisai mashoko angu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 1Zvirevo 1:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Teererai zvandinokutsiurai ini ndichazvikwengura ipfungwa dzangu kwamuri ndikuzivisei mashoko angu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 1