VaFiripi 3:19
VaFiripi 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Magumo avo ndiko kuparadzwa kwavo, Mwari wavo idumbu ravo, uye kuzvirumbidza kwavo ndiko kunyadziswa kwavo. Pfungwa dzavo dzinofunga zvinhu zvenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuguma kwavo ndiko kuparadzwa, mwari wavo idumbu ravo, vanozvirumbidza pamusoro pezvinonyadzisa zvavo, vanofunga zvenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mugumo wavo kuparara. Mwari wavo inhumbu uye vanozvirumbidza nezvavanofanira kunyara nazvo, mwoyo yavo iri pane zvapano pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3