Numeri 13:31
Numeri 13:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi varume vakanga vaenda naye vakati, “Hatigoni kurwisa vanhu ava; vakasimba kutipfuura isu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13Numeri 13:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi vamwe varume vakanga vakwira naye, vakati, “Hatigoni kukwira kundorwa navanhu avo, nokuti vanotikurira nesimba.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13Numeri 13:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 13