Nehemia 9:38
Nehemia 9:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Nokuda kwezvose izvi, tiri kuita chitenderano chakasimba, tichichinyora, vatungamiri vedu, uye vaRevhi vedu navaprista vedu vachaisa chisimbiso chavo pachiri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 9Nehemia 9:38 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Kunyange zvose zvakadaro hazvo, tinoita sungano ine simba, tichiinyora; namachinda edu, navaRevhi vedu, navapristi vedu vanoisimbisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 9Nehemia 9:38 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pamusana paizvozvi zvose tinosunga chitenderano tigochinyora, vatungamiriri vedu nevaRevhi navapristi vaise pachiri chidhindo chavo choumbo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 9