Nehemia 8:6
Nehemia 8:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ezira akarumbidza Tenzi, Mwari mukuru. Vanhu vose vakapindura vachiti, “Ameni! Ngazvive saizvozvo,” vachisimudza mudenga maoko avo. Vakakotamisa misoro yavo vachipfugamira Tenzi, uso hwavo vakati pasi kota kota.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 8Nehemia 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ezira akarumbidza Jehovha, Mwari mukuru; uye vanhu vose vakasimudza maoko avo vakapindura vachiti, “Ameni! Ameni!” Ipapo vakakotamira pasi vakanamata Jehovha zviso zvavo zvakatsikitsira pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 8Nehemia 8:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Ezira akavonga Jehovha, Mwari mukuru. Vanhu vose vakapindura, vachiti, “Ameni, Ameni,” vachisimudza maoko avo; ipapo vakakotamisa misoro yavo, vakanamata kuna Jehovha zviso zvavo zvakatarira pasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 8