Nehemia 2:2
Nehemia 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka mambo akandibvunza akati, “Ko, chiso chako chinoratidza kusuwa seiko iwe usingarwari? Hapangavi nechimwe chinhu asi shungu dzomwoyo bedzi.” Ndakatya kwazvo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 2Nehemia 2:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo mambo akati kwandiri, “Chiso chako chinopunyairireiko, zvausingarwari? Ichi chinhu ishungu dzomwoyo chaidzo.” Ndikatya kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 2Nehemia 2:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mambo akanditi, “Uso hwako hwakangosuwa-suwa neiko kudai? Inga hausi kurwara wani? Hapana chimwe apa asi kusuruvara mwoyo uku.” Ndakatya zvikuru kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 2