Nehemia 13:11
Nehemia 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka ndakatsiura vabati ndikavabvunza ndikati, “Imba yaMwari yashayirwa hanya neiko?” Ipapo ndakavaunganidza pamwe chete ndikavadzosera kunzvimbo dzavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 13Nehemia 13:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo ndakaita nharo navatariri, ndikati, “Imba yaMwari yasiyirweiko?” Ndikavakokera, ndikavadzoserazve panzvimbo yavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 13Nehemia 13:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokudaro ndakapopotera vakuru vakuru ndichivabvunza kuti, “Ko imba yaMwari yavakushairwa hanya kudai seiko?” Ndokubva ndaunganidza vaRevhi ndikavaisa panzvimbo dzavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 13