Nehemia 1:8
Nehemia 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Rangarirai zvamakarayira muranda wenyu Mozisi, muchiti, ‘Kana musina kutendeka, ndichakuparadzirai pakati pendudzi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 1Nehemia 1:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Dorangarirai henyu shoko ramakaraira muranda wenyu Mosesi, muchiti, ‘Kana muchidarika, ndichakuparadzirai pakati pendudzi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 1Nehemia 1:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Moyeukawo chirevo chamakareva kune muranda wenyu Mosesi muchiti, ‘Kana imi mukazova vanhu vasina kutendeka, ini ndichazokumwararidzai mukati memarudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 1