Mako 6:41
Mako 6:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri uye akatarisa kudenga, akavonga akamedura chingwa. Ipapo akazvipa kuvadzidzi vake kuti vazvigadzike pamberi pavanhu. Akagoverawo hove mbiri dziya pakati pavo vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6Mako 6:41 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, akatarira kudenga, akavonga, akamedura zvingwa, akapa vadzidzi vake, kuti vazviise pamberi pavo; nehove mbiri akadzigovera vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6Mako 6:41 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino akatora zvingwa zviya zvishanu nehove mbiri akatarisa kudenga ndokukomborera akamedura zvingwa zviya ozvipa kuvadzidzi kuti vape vanhu. Akavagoverawo vose hove dziya mbiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 6