Mako 15:7
Mako 15:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kwakanga kuno mumwe wainzi Bharabhasi, akanga asungwa pamwechete navamwe vakanga vamutsa bope, vakauraya vanhu pabope iroro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Murume ainzi Bharabhasi akanga ari mutorongo pamwe chete navamwe vakanga vamutsa bope vakauraya munhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mukati mavapanduki vaiva mujeri, vakanga vauraya munhu muchimurenga, maiva nomumwe murume ainzi Bharabhasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15