Mako 15:29
Mako 15:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vaya vakanga vachipfuura vaimutuka, vachidzungudza misoro yavo vachiti, “Saka! Iwe uri kuzoputsa temberi nokuivaka mumazuva matatu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Navaipfuura vakamutuka, vachidzungudza misoro yavo, vachiti, “Iwe, wokuputsa temberi, nokuivakazve namazuva matatu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vaipfuura nepo vakamuseka vachidzungudza musoro vachiti, “Aha ndiweka unopaza Temberi uchiivakazve namazuva matatu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15