Mako 15:21
Mako 15:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe murume aibva kuKurini, Simoni baba vaArekizanda naRufasi, akanga achipfuura achibva kumaruwa, vakamumanikidza kuti atakure muchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakamanikidza mumwe, akanga achipfuura achibva kuruwa, ainzi Simoni weKurini, baba vaArekizanda naRufosi, kuti atakure muchinjikwa wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakamanikidza mumwe murume aipfuura naipapo achibva kumaruwa, ainzi Simoni wokuSairini, baba vaArekizanda naRufusi, kuti atakure muchinjikwa wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15