Mako 11:20-21
Mako 11:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mangwanani, pavakanga vachifamba, vakaona muonde wakaoma kubva kumidzi. Petro akarangarira akati kuna Jesu, “Rabhi, tarirai! Muonde wamakatuka waoma!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 11Mako 11:20-21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati vachipfuura napo mangwanani, vakaona muonde waoma kubva pamidzi. Petirosi akarangarira, akati kwaari, “Rabhi, tarirai muonde wamakatuka waoma.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 11Mako 11:20-21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Fume mangwana, vakapfuura napamuonde uya, vakaona wakaoma nemidzi yose. Pita akayeuka ndokuti, “Mudzidzisi tarisai! Muonde uya wamakarengerera rushambwa wakaoma.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 11