Mako 10:18
Mako 10:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Jesu akamupindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka kunze kwaMwari oga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Unondiidzireiko akanaka? Hakuna munhu akanaka kunze kwaMwari oga.

Verenga chikamu Mako 10Mako 10:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Anondiidzireiko wakanaka? Hakuna akanaka, asi mumwechete, iye Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akamupindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka kunze kwaMwari oga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10