Mateo 9:29
Mateo 9:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akabata meso avo uye akati, “Maererano nokutenda kwenyu, ngazviitwe kwamuri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akabata meso avo, akati, “Muitirwe sokutenda kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akabata maziso avo akati, “Ngazviitwe kwamuri sokutenda kwenyu.” Maziso avo akabva azaruka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9