Mateo 9:28
Mateo 9:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati apinda mumba, mapofu aya akauya kwaari, uye Jesu akavabvunza achiti, “Munotenda here kuti ndinogona kukuitirai izvi?” Vakapindura vakati, “Hongu, Ishe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati apinda mumba, mapofu akauya kwaari; Jesu akati kwaari, “Munotenda kuti ndinogona kuita izvozvo here?” Akati kwaari, “Hongu, Ishe!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakapinda mumba mapofu aya akauya kwaari. Jesu akati kwaari, “Munotenda kuti ndinokwanisa kuita izvi here?” Vakati kwaari, “Hongu Tenzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9