Mateo 9:22
Mateo 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akatendeuka akamuona ndokubva ati kwaari, “Tsunga mwoyo mwanasikana, kutenda kwako kwakuporesa.” Mudzimai uyu akabva aporeswa pakarepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Jesu akatendeuka, akamuona, akati, “Mukunda, tsunga mwoyo, kutenda kwako kwakuponesa.” Mukadzi akaponeswa kubva panguva iyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akatendeuka akamuona akati, “Tsunga mwoyo mukunda, chitendero chako chakuponesa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9